Eksodo 1:22 - Shona BIBLE22 Farao akaraira vanhu vake vose, akati, “Vanakomana vose vanozoberekwa, muvakandire murwizi, asi vasikana vose muvarege vari vapenyu havo.” Gade chapit laBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)22 Farao akaraira ʋanhu ʋake ʋose, akati: Ʋanakomana ʋose ʋanozoɓerekwa, muʋakandire murwizi, asi ʋasikana ʋose muʋarege ʋari ʋapenyu haʋo. Gade chapit laShona Bible 1949 revised 200222 Farao akaraira vanhu vake vose, akati, “Vanakomana vose vanozoberekwa, muvakandire murwizi, asi vasikana vose muvarege vari vapenyu havo.” Gade chapit laBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika22 Farao akabva audza vanhu vake vose achiti, “Mwana mukomana upi noupi anenge aberekwa mukati mavaHebheru, mukandei murwizi, muna Nairi, asi vana vasikana vose, varegei vari vapenyu.” Gade chapit laBhaibhiri Idzva rechiShona22 Farao akabva audza vanhu vake vose achiti, “Mwana mukomana upi noupi anenge aberekwa mukati mavaHebheru, mukandei murwizi, muna Nairi, asi vana vasikana vose, varegei vari vapenyu.” Gade chapit la |