Eksodo 1:16 - Shona BIBLE16 akati, “Kana muchibatsira vakadzi vaVaHebheru pabasa ramadzimbuya, muchivaona pakupona, kana ari mwanakomana mumuuraye kana ari mwanasikana, ngaararame hake.” Gade chapit laBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)16 akati: Kana muciɓatsira ʋakadzi ʋaʋaHeberu paɓasa ramadzimbuya, muciʋaʋona pakupona, kana ari mŋanakomana mumuʋuraye, kana ari mŋanasikana, ŋgaararame hake. Gade chapit laShona Bible 1949 revised 200216 akati, “Kana muchibatsira vakadzi vavaHebheru pabasa ramadzimbuya, muchivaona pakupona, kana ari mwanakomana mumuuraye kana ari mwanasikana, ngaararame hake.” Gade chapit laBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika16 kuti, “Kana mava kubatsira madzimai echiHebheru anenge ava pakusununguka, mukaona kuti mwana wacho mukomana, ibvai mamuuraya. Asi kana ari musikana, musamuuraye.” Gade chapit laBhaibhiri Idzva rechiShona16 kuti, “Kana mava kubatsira madzimai echiHebheru anenge ava pakusununguka, mukaona kuti mwana wacho mukomana, ibvai mamuuraya. Asi kana ari musikana, musamuuraye.” Gade chapit la |