Danieri 1:18 - Shona BIBLE18 Zvino mazuva akati apera akanga atarwa namambo okuti vauyiswe nawo, muchinda wavaranda akapinda navo pamberi paNebhukadhineza. Gade chapit laBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)18 Ɀino mazuʋa akati apera akaŋga atarwa namambo okuti ʋaʋuyiswe nawo, mucinda waʋaranda akapinda naʋo pamberi paNebukadnezari. Gade chapit laShona Bible 1949 revised 200218 Zvino mazuva akati apera akanga atarwa namambo okuti vauyiswe nawo, muchinda wavaranda akapinda navo pamberi paNebhukadhinezari. Gade chapit laBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika18 Kuzoti nguva iya yapera, mambo paakati majaya iwayo auyiwe nawo, muyuniki uya, mukuru akavaunza makanga muina Nebhukadhineza. Gade chapit laBhaibhiri Idzva rechiShona18 Kuzoti nguva iya yapera, mambo paakati majaya iwayo auyiwe nawo, muyuniki uya, mukuru akavaunza makanga muina Nebhukadhineza. Gade chapit laBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi18 Mazuva akatarwa namambo kuti vapinde akati apera, mukuru wamachinda akavaisa kuna Nebhukadhinezari. Gade chapit la |