ƲaEfeso 1:9 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika9 Noungwaru hwose uye zviri pachenawo, akatizivisa zvinhu zvakavandika, maererano nechinangwa chake chaakanga anacho muna Kristu Gade chapit laBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)9 akatiziʋisa ɀakaʋanzika ɀokuɗa kwake, seɀaakafadzwa pakufuŋga kwake maari; Gade chapit laShona Bible 1949 revised 20029 akatizivisa zvakavanzika zvokuda kwake, sezvaakafadzwa pakufunga kwake maari; Gade chapit laBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika9 Noungwaru hwose uye zviri pachenawo, akatizivisa zvinhu zvakavandika, maererano nechinangwa chake chaakanga anacho muna Kristu Gade chapit laBhaibhiri Idzva rechiShona9 Noungwaru hwose uye zviri pachenawo, akatizivisa zvinhu zvakavandika, maererano nechinangwa chake chaakanga anacho muna Kristu Gade chapit laBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi9 Uye akazivisa kwatiri chakavanzika chokuda kwake, maererano nomufaro wake wakanaka, waakafunga muna Kristu, kuti chiitwe pakukwana kwenguva, Gade chapit la |