ƲaEfeso 1:4 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika4 Akatisarudza maari pasi pasati pasikwa kuti tive vatsvene vakarurama pamberi pake. Gade chapit laBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)4 seɀaakatisanaŋgura maari nyika isati yaʋambga, kuti tiʋe ʋatȿene ʋasinemhoȿa pamberi pake muruɗo; Gade chapit laShona Bible 1949 revised 20024 sezvaakatitsanangura maari nyika isati yavambwa, kuti tive vatsvene, vasina mhosva, pamberi pake murudo; Gade chapit laBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika4 Akatisarudza maari pasi pasati pasikwa kuti tive vatsvene vakarurama pamberi pake. Gade chapit laBhaibhiri Idzva rechiShona4 Akatisarudza maari pasi pasati pasikwa kuti tive vatsvene vakarurama pamberi pake. Gade chapit laBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi4 Nokuti akatisarudza maari nyika isati yasikwa kuti tive vatsvene vasina chavanopomerwa pamberi pake. Murudo Gade chapit la |