Obadia 1:9 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika9 Magambawo enyu avarwi, imimi wokwaTemani, achadumbirwa zvokuti munhu wose wokuGomo rokwaEsau achapfuudzwa nebakatwa. Gade chapit laBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)9 Mhare dzako, iwe Temani, dzicavunduka, kuti ʋose ʋapere nokuʋurawa pagomo raEsau. Gade chapit laShona Bible 1949 revised 20029 Mhare dzako, iwe Temani, ndichavhunduka, kuti vose vapere nokuurawa pagomo raEsau. Gade chapit laBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika9 Magambawo enyu avarwi, imimi wokwaTemani, achadumbirwa zvokuti munhu wose wokuGomo rokwaEsau achapfuudzwa nebakatwa. Gade chapit laBhaibhiri Idzva rechiShona9 Magambawo enyu avarwi, imimi wokwaTemani, achadumbirwa zvokuti munhu wose wokuGomo rokwaEsau achapfuudzwa nebakatwa. Gade chapit laBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi9 Mhare dzako, iwe Temani, dzichavhunduka, uye vose vari mumakomo aEsau vachaparara pakuurayiwa ikoko. Gade chapit la |