Numeri 1:21 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika21 Vakaverengwa mudzinza raRubheni vose vaisvika makumi mana ezviuru ane zviuru zvitanhatu namazana mashanu. Gade chapit laBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)21 ʋakaʋereŋgwa kwaʋari, ʋorudzi rwaRubeni ʋakaȿika ɀuru ɀinamakumi manna neɀitanhatu namazana mashanu. Gade chapit laShona Bible 1949 revised 200221 vakaverengwa kwavari, vorudzi rwaRubheni vakasvika zviuru zvina makumi mana nezvitanhatu namazana mashanu. Gade chapit laBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika21 Vakaverengwa mudzinza raRubheni vose vaisvika makumi mana ezviuru ane zviuru zvitanhatu namazana mashanu. Gade chapit laBhaibhiri Idzva rechiShona21 Vakaverengwa mudzinza raRubheni vose vaisvika makumi mana ezviuru ane zviuru zvitanhatu namazana mashanu. Gade chapit laBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi21 Vakaverengwa kubva kurudzi rwaRubheni vaiva zviuru makumi mana nezvitanhatu, namazana mashanu. Gade chapit la |