Mika 1:2 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika2 Teererai munzwe, imi marudzi avanhu, mose zvenyu. Inzwa unzwe iwe nyika nazvose zviri mauri, rega Tenzi Mwari ave ndiye anokuroverera, iye Tenzi wokuNzvimbo yake Inoera. Gade chapit laBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)2 Inzwai imi marudzi aʋanhu, imi mose; terera iwe nyika, neɀose ɀiri’mo; Ishe Jehova ŋgaakupupurirei, iye Ishe ari mutembere yake tȿene. Gade chapit laShona Bible 1949 revised 20022 “Inzwai imi marudzi avanhu, imi mose; teerera iwe nyika, nezvose zvirimo; Ishe Jehovha ngaakupupurirei, iye Ishe ari mutemberi yake tsvene. Gade chapit laBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika2 Teererai munzwe, imi marudzi avanhu, mose zvenyu. Inzwa unzwe iwe nyika nazvose zviri mauri, rega Tenzi Mwari ave ndiye anokuroverera, iye Tenzi wokuNzvimbo yake Inoera. Gade chapit laBhaibhiri Idzva rechiShona2 Teererai munzwe, imi marudzi avanhu, mose zvenyu. Inzwa unzwe iwe nyika nazvose zviri mauri, rega Tenzi Mwari ave ndiye anokuroverera, iye Tenzi wokuNzvimbo yake Inoera. Gade chapit laBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi2 Inzwai, imi marudzi avanhu, imi mose, teerera, iwe nyika navose vari mauri, kuti Ishe Jehovha achakupai mhosva, Jehovha ari mutemberi yake tsvene. Gade chapit la |