Mariko 1:9 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika9 Zvino pamazuva iwayo Jesu akauya achibva kuNazareti yokuGarirea akaombekwa naJohani muna Jorodhani. Gade chapit laBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)9 Namazuʋa iwayo Jesu wakabva Nazareta muGarirea, akabapatidzwa naJohane muJordani. Gade chapit laShona Bible 1949 revised 20029 Namazuva iwayo Jesu akabva Nazareta muGariria, akabhabhatidzwa naJohani muna Jorodhani. Gade chapit laBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika9 Zvino pamazuva iwayo Jesu akauya achibva kuNazareti yokuGarirea akaombekwa naJohani muna Jorodhani. Gade chapit laBhaibhiri Idzva rechiShona9 Zvino pamazuva iwayo Jesu akauya achibva kuNazareti yokuGarirea akaombekwa naJohani muna Jorodhani. Gade chapit laBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi9 Panguva iyoyo Jesu akauya achibva kuNazareta muGarirea uye akabhabhatidzwa naJohani muJorodhani. Gade chapit la |