Johane 1:8 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika8 Iye akanga asiri chiedza, asi akauya kuzopupurira chiedza achiti Gade chapit laBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)8 Uyo wakaŋga asati ari ico ciedza, asi wakatumŋa kuti apupurire ciedza. Gade chapit laShona Bible 1949 revised 20028 Uyu akanga asati ari icho chiedza, asi akatumwa kuti apupurire chiedza. Gade chapit laBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika8 Iye akanga asiri chiedza, asi akauya kuzopupurira chiedza achiti Gade chapit laBhaibhiri Idzva rechiShona8 Iye akanga asiri chiedza, asi akauya kuzopupurira chiedza achiti Gade chapit laBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi8 Akanga asiri iye chiedza pachake; akauya chete ari sechapupu kuchiedza. Gade chapit la |