Johane 1:50 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika50 Jesu akamupindura achiti, “Watenda pamusana pezvandati ndakuona uri pasi pomukuyu uchaona zvinhu zvikuru kupinda izvi.” Gade chapit laBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)50 Jesu akapindura, akati kwaari: Unotenda iwe, nokuti ndakati kwauri, ndakakuʋona munyasi momuʋonde here? Ucazoʋona ɀikuru kunaiɀoɀi. Gade chapit laShona Bible 1949 revised 200250 Jesu akapindura, akati kwaari, “Unotenda iwe, nokuti ndakati kwauri, ndakakuona munyasi momuonde here? Uchazoona zvikuru kuna izvozvi.” Gade chapit laBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika50 Jesu akamupindura achiti, “Watenda pamusana pezvandati ndakuona uri pasi pomukuyu uchaona zvinhu zvikuru kupinda izvi.” Gade chapit laBhaibhiri Idzva rechiShona50 Jesu akamupindura achiti, “Watenda pamusana pezvandati ndakuona uri pasi pomukuyu uchaona zvinhu zvikuru kupinda izvi.” Gade chapit laBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi50 Jesu akati, “Unotenda nokuti ndakuudza kuti ndakuona uri pasi pomuonde. Uchaona zvinhu zvikuru kupinda izvozvo.” Gade chapit la |