Johane 1:48 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika48 Natanieri akati, “Ko mandiziva sei?” Jesu akamupindura achiti, “Firipi asati akudaidza, zviya uri pasi pomukuyu ndatenge ndakuona.” Gade chapit laBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)48 Natanaeri akati kwaari: Mandiziʋirepiko? Jesu akapindura, akati kwaari: Firipo asati akuɗana, uri munyasi momuʋonde, ndakakuʋona. Gade chapit laShona Bible 1949 revised 200248 Nataneri akati kwaari, “Mandizivirepiko?” Jesu akapindura, akati kwaari, “Firipi asati akudana, uri munyasi momuonde, ndakakuona.” Gade chapit laBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika48 Natanieri akati, “Ko mandiziva sei?” Jesu akamupindura achiti, “Firipi asati akudaidza, zviya uri pasi pomukuyu ndatenge ndakuona.” Gade chapit laBhaibhiri Idzva rechiShona48 Natanieri akati, “Ko mandiziva sei?” Jesu akamupindura achiti, “Firipi asati akudaidza, zviya uri pasi pomukuyu ndatenge ndakuona.” Gade chapit laBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi48 Natanieri akamubvunza akati, “Mandiziva seiko?” Jesu akapindura akati, “Ndakuona pawanga uri pasi pomuonde Firipi asati akudana.” Gade chapit la |