Johane 1:47 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika47 Jesu akaona Natanieri achiuya kwaari akataura nezvake achiti, “Houno muIsiraeri chaiyeiye, asina unyengedzi maari.” Gade chapit laBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)47 Jesu akaʋona Natanaeri aciʋuya kwaari, akamuti: Tarirai, muIsraeri waɀokwaɗi, usinokunyeŋgera maari. Gade chapit laShona Bible 1949 revised 200247 Jesu akaona Nataneri achiuya kwaari, akamuti, “Tarirai, muIsiraeri wechokwadi, asina kunyengera maari.” Gade chapit laBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika47 Jesu akaona Natanieri achiuya kwaari akataura nezvake achiti, “Houno muIsiraeri chaiyeiye, asina unyengedzi maari.” Gade chapit laBhaibhiri Idzva rechiShona47 Jesu akaona Natanieri achiuya kwaari akataura nezvake achiti, “Houno muIsiraeri chaiyeiye, asina unyengedzi maari.” Gade chapit laBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi47 Jesu akati achiona Natanieri achiuya, akati kwaari, “Houno muIsraeri wechokwadi, asina kunyengera maari.” Gade chapit la |