Johane 1:45 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika45 Firipi akawana Natanieri akati kwaari, “Taona munhu uya akanyorwa nezvake naMosesi muMutemo noMuvaporofita, anonzi Jesu anobva kuNazareti mwanakomana waJosefi.” Gade chapit laBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)45 Firipo akawana Natanaeri, akati kwaari: Tamuwana iye, wakanyorwa ɀake naMosesi pamurairo naʋaprofita, iye Jesu weNazareta, mŋanakomana waJosefa. Gade chapit laShona Bible 1949 revised 200245 Firipi akawana Nataneri, akati kwaari, “Tamuwana iye, akanyorwa zvake naMosesi mumurayiro navaporofita, iye Jesu weNazareta, mwanakomana waJosefa.” Gade chapit laBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika45 Firipi akawana Natanieri akati kwaari, “Taona munhu uya akanyorwa nezvake naMosesi muMutemo noMuvaporofita, anonzi Jesu anobva kuNazareti mwanakomana waJosefi.” Gade chapit laBhaibhiri Idzva rechiShona45 Firipi akawana Natanieri akati kwaari, “Taona munhu uya akanyorwa nezvake naMosesi muMutemo noMuvaporofita, anonzi Jesu anobva kuNazareti mwanakomana waJosefi.” Gade chapit laBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi45 Firipi akawana Natanieri akati kwaari, “Tamuwana uya akanyorwa nezvake naMozisi muMurayiro, uyewo akanyorwa nezvake navaprofita, Jesu weNazareta, mwanakomana waJosefa.” Gade chapit la |