Johane 1:36 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika36 akatarisa Jesu achifamba akati, “Tarisai muone Hwayana yaMwari.” Gade chapit laBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)36 akatarisisa Jesu acifamba, akati: Tarirai, Gwaiana raMŋari! Gade chapit laShona Bible 1949 revised 200236 akatarisisa Jesu achifamba, akati, “Tarirai, Hwayana yaMwari!” Gade chapit laBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika36 akatarisa Jesu achifamba akati, “Tarisai muone Hwayana yaMwari.” Gade chapit laBhaibhiri Idzva rechiShona36 akatarisa Jesu achifamba akati, “Tarisai muone Hwayana yaMwari.” Gade chapit laBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi36 Akati achiona Jesu achipfuura akati, “Tarirai, Gwayana raMwari!” Gade chapit la |