Johane 1:32 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika32 Johani akapa umboo uhu hwokuti, “Ndakaona Mweya achiburuka kudenga senjiva akasvikogara paari. Gade chapit laBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)32 Johane akapupura, akati: Ndakaʋona Mŋeya aciɓuruka kuɗeŋga senjiʋa, akagara pamsoro pake. Gade chapit laShona Bible 1949 revised 200232 Johani akapupura, akati, “Ndakaona Mweya achiburuka kudenga senjiva akagara pamusoro pake. Gade chapit laBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika32 Johani akapa umboo uhu hwokuti, “Ndakaona Mweya achiburuka kudenga senjiva akasvikogara paari. Gade chapit laBhaibhiri Idzva rechiShona32 Johani akapa umboo uhu hwokuti, “Ndakaona Mweya achiburuka kudenga senjiva akasvikogara paari. Gade chapit laBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi32 Ipapo Johani akapupura uchapupu uhu achiti, “Ndakaona mweya achiburuka kubva kudenga akaita senjiva akamhara pamusoro pake. Gade chapit la |