Johane 1:25 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika25 vakamubvunza kuti, “Ko zvino uri kuombekerei kana usiriwe Kristu kana Eriya kana muporofita uya?” Gade chapit laBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)25 Ʋakamubvunza, ʋakati kwaari: Kana usi Kristu, kana Eria, kana muprofita uya, unogobapatidzireiko? Gade chapit laShona Bible 1949 revised 200225 Vakamubvunza, vakati kwaari, “Kana usiri Kristu, kana Eria, kana muporofita uya, unogobhabhatidzireiko?” Gade chapit laBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika25 vakamubvunza kuti, “Ko zvino uri kuombekerei kana usiriwe Kristu kana Eriya kana muporofita uya?” Gade chapit laBhaibhiri Idzva rechiShona25 vakamubvunza kuti, “Ko zvino uri kuombekerei kana usiriwe Kristu kana Eriya kana muporofita uya?” Gade chapit laBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi25 vakamubvunza vachiti, “Seiko zvino uchibhabhatidza kana usiri Kristu, kana Eria kana Muprofita?” Gade chapit la |