Johane 1:13 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika13 vasina kuberekwa nokuda kwoukama hweropa kana kuti nezvinodiwa nenyama. Kana nechido chomurume asi nokuda kwaMwari. Gade chapit laBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)13 aʋo ʋasina‐kuɓerekwa neropa, kana nokuɗa kwenyama, kana nokuɗa kwomurume, asi naMŋari. Gade chapit laShona Bible 1949 revised 200213 avo vasina kuberekwa neropa, kana nokuda kwenyama, kana nokuda kwomurume, asi naMwari. Gade chapit laBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika13 vasina kuberekwa nokuda kwoukama hweropa kana kuti nezvinodiwa nenyama. Kana nechido chomurume asi nokuda kwaMwari. Gade chapit laBhaibhiri Idzva rechiShona13 vasina kuberekwa nokuda kwoukama hweropa kana kuti nezvinodiwa nenyama. Kana nechido chomurume asi nokuda kwaMwari. Gade chapit laBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi13 vana vasina kuberekwa neropa kana nokufunga kwomunhu kana nokuda kwomurume, asi vakaberekwa naMwari. Gade chapit la |