Bib sou entènèt

- Piblisite -

Genesi 1:28 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

28 Mwari akavakomborera achiti, “Berekanai muwande, muzadze nyika, muitonge. Ivai noutongi pamusoro pehove dzomugungwa, neshiri dzedenga, nezvinhu zvose zvipenyu zvinofamba panyika.”

Gade chapit la Kopi

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

28 Mŋari akaʋaropafadza, Mŋari akati kwaʋari: Ƃerekai, muwande, muzadze nyika, muɓate ʋushe pairi; muʋe nesimba pamsoro pehoʋe dzeguŋgwa, napamsoro peshiri dzeɗeŋga, napamsoro peɀipenyu ɀose ɀinokambaira panyika.

Gade chapit la Kopi

Shona Bible 1949 revised 2002

28 Mwari akavaropafadza, Mwari akati kwavari: Berekai, muwande, muzadze nyika, mubate ushe pairi; muve nesimba pamusoro pehove dzegungwa, napamusoro peshiri dzedenga, napamusoro pezvipenyu zvose zvinokambaira panyika.

Gade chapit la Kopi

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

28 Mwari akavakomborera achiti, “Berekanai muwande, muzadze nyika, muitonge. Ivai noutongi pamusoro pehove dzomugungwa, neshiri dzedenga, nezvinhu zvose zvipenyu zvinofamba panyika.”

Gade chapit la Kopi

Bhaibhiri Idzva rechiShona

28 Mwari akavakomborera achiti, “Berekanai muwande, muzadze nyika, muitonge. Ivai noutongi pamusoro pehove dzomugungwa, neshiri dzedenga, nezvinhu zvose zvipenyu zvinofamba panyika.”

Gade chapit la Kopi

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

28 Mwari akavaropafadza akati kwavari, “Berekanai muwande; zadzai nyika uye mubate ushe pamusoro payo. Muve nesimba pamusoro pehove dzegungwa napamusoro peshiri dzedenga napamusoro pezvisikwa zvipenyu zvinokambaira panyika.”

Gade chapit la Kopi

Genesi 1:28

Swiv nou:

Piblisite

Piblisite