Genesi 1:18 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika18 zvichitonga masikati nousiku nokusiyanisa chiedza nerima. Mwari akaona kuti zvakanaka. Gade chapit laBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)18 ɀiɓate ʋushe masikati noʋusiku, nokuparadzanisa ciedza nerima; Mŋari akaʋona kuti ɀakanaka. Gade chapit laShona Bible 1949 revised 200218 zvibate ushe masikati nousiku, nokuparadzanisa chiedza nerima; Mwari akaona kuti zvakanaka. Gade chapit laBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika18 zvichitonga masikati nousiku nokusiyanisa chiedza nerima. Mwari akaona kuti zvakanaka. Gade chapit laBhaibhiri Idzva rechiShona18 zvichitonga masikati nousiku nokusiyanisa chiedza nerima. Mwari akaona kuti zvakanaka. Gade chapit laBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi18 kuti zvibate ushe masikati nousiku, uye kuti zviparadzanise chiedza kubva parima. Uye Mwari akaona kuti zvakanga zvakanaka. Gade chapit la |