Genesi 1:17 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika17 Mwari akazviisa muziendanakuenda romudenga kuti zvivhenekere nyika, Gade chapit laBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)17 Mŋari akaɀiisa pasi penɀimbo yeɗeŋga, kuti ɀivenekere panyika, Gade chapit laShona Bible 1949 revised 200217 Mwari akazviisa pasi penzvimbo yedenga, kuti zvivhenekere panyika, Gade chapit laBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika17 Mwari akazviisa muziendanakuenda romudenga kuti zvivhenekere nyika, Gade chapit laBhaibhiri Idzva rechiShona17 Mwari akazviisa muziendanakuenda romudenga kuti zvivhenekere nyika, Gade chapit laBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi17 Mwari akazviisa munzvimbo yedenga kuti zvivhenekere panyika, Gade chapit la |