Bib sou entènèt

- Piblisite -

Genesi 1:15 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

15 Ngaave mavheneko omuziendanakuenda romudenga kuti avhenekere nyika,” zvikabva zvaita saizvozvo.

Gade chapit la Kopi

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

15 ŋgaɀiʋe ɀiedza panɀimbo yeɗeŋga, kuti ɀivenekere panyika; ɀikaita saiɀoɀo.

Gade chapit la Kopi

Shona Bible 1949 revised 2002

15 ngazvive zviedza panzvimbo yedenga, kuti zvivhenekere panyika; zvikaita saizvozvo.

Gade chapit la Kopi

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

15 Ngaave mavheneko omuziendanakuenda romudenga kuti avhenekere nyika,” zvikabva zvaita saizvozvo.

Gade chapit la Kopi

Bhaibhiri Idzva rechiShona

15 Ngaave mavheneko omuziendanakuenda romudenga kuti avhenekere nyika,” zvikabva zvaita saizvozvo.

Gade chapit la Kopi

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

15 uye ngazvive zviedza munzvimbo yedenga kuti zvivhenekere panyika.” Uye zvakaita saizvozvo.

Gade chapit la Kopi

Genesi 1:15

Swiv nou:

Piblisite

Piblisite