Genesi 1:13 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika13 Kwakasviba kukaedza, iri rakava zuva rechitatu. Gade chapit laBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)13 Maɗeko akaʋa’po, namaŋgwanani akaʋa’po, zuʋa retatu. Gade chapit laShona Bible 1949 revised 200213 Madeko akavapo namangwanani akavapo zuva retatu. Gade chapit laBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika13 Kwakasviba kukaedza, iri rakava zuva rechitatu. Gade chapit laBhaibhiri Idzva rechiShona13 Kwakasviba kukaedza, iri rakava zuva rechitatu. Gade chapit laBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi13 Uye madekwana akavapo, namangwanani akavapo, zuva rechitatu. Gade chapit la |