Bib sou entènèt

- Piblisite -

Firemoni 1:20 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

20 Hongu, hama ndinoda rubatsiro kwauri zvichibva muna Tenzi. Chindifaranutsawo mwoyo muna Kristu.

Gade chapit la Kopi

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

20 Hoŋo, hama, ŋgandiʋe nomufaro kwauri munaShe; uzorodze mŋoyo waŋgu munaKristu.

Gade chapit la Kopi

Shona Bible 1949 revised 2002

20 Hongu, hama, ngandive nomufaro kwauri munaShe; uzorodze mwoyo wangu muna Kristu.

Gade chapit la Kopi

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

20 Hongu, hama ndinoda rubatsiro kwauri zvichibva muna Tenzi. Chindifaranutsawo mwoyo muna Kristu.

Gade chapit la Kopi

Bhaibhiri Idzva rechiShona

20 Hongu, hama ndinoda rubatsiro kwauri zvichibva muna Tenzi. Chindifaranutsawo mwoyo muna Kristu.

Gade chapit la Kopi

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

20 Hama, ndinoshuva, kuti ndiwane rubatsiro kubva kwauri muna She; zorodza mwoyo wangu muna Kristu.

Gade chapit la Kopi

Firemoni 1:20

Swiv nou:

Piblisite

Piblisite