Firemoni 1:13 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika13 Ndingadai ndakatosarudza kuramba ndiinaye kuno kuti andishandire panzvimbo pako nguva yandiri muusungwa kudai pamusana peShoko Rakanaka. Gade chapit laBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)13 ndaiɗa kuti agare neni, kuti panɀimbo yako andishumire pakusuŋgwa kwaŋgu nokuɗa kweEvaŋgeri; Gade chapit laShona Bible 1949 revised 200213 ndaida kuti agare neni, kuti panzvimbo yako andishumire pakusungwa kwangu nokuda kweVhangeri; Gade chapit laBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika13 Ndingadai ndakatosarudza kuramba ndiinaye kuno kuti andishandire panzvimbo pako nguva yandiri muusungwa kudai pamusana peShoko Rakanaka. Gade chapit laBhaibhiri Idzva rechiShona13 Ndingadai ndakatosarudza kuramba ndiinaye kuno kuti andishandire panzvimbo pako nguva yandiri muusungwa kudai pamusana peShoko Rakanaka. Gade chapit laBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi13 Ndaida kuti iye agare neni kuti agotora nzvimbo yako pakundibatsira zvandiri muusungwa nokuda kweVhangeri. Gade chapit la |