Eksodo 1:21 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika21 Pamusana pokuti vananyamukuta ivava vaitya Mwari, Mwari akavapa mhuri. Gade chapit laBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)21 Ɀino madzimbuya ɀaakaŋga acitya Mŋari, iye akaʋapa mhuri. Gade chapit laShona Bible 1949 revised 200221 Zvino madzimbuya zvaakanga achitya Mwari, iye akavapa mhuri. Gade chapit laBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika21 Pamusana pokuti vananyamukuta ivava vaitya Mwari, Mwari akavapa mhuri. Gade chapit laBhaibhiri Idzva rechiShona21 Pamusana pokuti vananyamukuta ivava vaitya Mwari, Mwari akavapa mhuri. Gade chapit laBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi21 Uye nokuda kwokuti vananyamukuta vaitya Mwari, iye akavapa mhuri dzavo pachavo. Gade chapit la |