Danieri 1:19 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika19 Mambo akataura navo. Zvino pakati pavo vose hapana mumwe akanga akaita saDhanieri naHananiya naMishaeri naAzariya. Naizvozvo vakabva vava vokushanda pana mambo. Gade chapit laBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)19 Mambo akataurirana naʋo, pakati paʋose kukasawanikwa ʋakaŋga ʋakafanana naDanieri naHanania naMishaeri naAzaria; saka iʋo ʋakamira pamberi pamambo. Gade chapit laShona Bible 1949 revised 200219 Mambo akataurirana navo, pakati pavose kukasawanikwa vakanga vakafanana naDhanieri naHanania naMishaeri naAzaria; saka ivo vakamira pamberi pamambo. Gade chapit laBhaibhiri Idzva rechiShona19 Mambo akataura navo. Zvino pakati pavo vose hapana mumwe akanga akaita saDhanieri naHananiya naMishaeri naAzariya. Naizvozvo vakabva vava vokushanda pana mambo. Gade chapit laBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi19 Mambo akataura navo, uye akasawana mumwe zvake akanga akaenzana navanaDhanieri, Hanania, Mishaeri naAzaria; saka vakapinda kuti vandoshandira mambo. Gade chapit laShona BIBLE19 Mambo akataurirana navo, pakati pavose kukasawanikwa vakanga vakafanana naDhanieri naHanania naMishaeri naAzaria; saka ivo vakamira pamberi pamambo. Gade chapit la |