2 Timoti 1:7 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika7 nokuti Mwari haana kutipa mweya woumbwende asi mweya wesimba norudo nowokuzvibata. Gade chapit laBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)7 Nokuti Mŋari haana‐kutipa mŋeya wokutya, asi wesimba, noworuɗo, nowokuɀidzora. Gade chapit laShona Bible 1949 revised 20027 Nokuti Mwari haana kutipa mweya wokutya, asi wesimba, noworudo, nowokuzvidzora. Gade chapit laBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika7 nokuti Mwari haana kutipa mweya woumbwende asi mweya wesimba norudo nowokuzvibata. Gade chapit laBhaibhiri Idzva rechiShona7 nokuti Mwari haana kutipa mweya woumbwende asi mweya wesimba norudo nowokuzvibata. Gade chapit laBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi7 Nokuti Mwari haana kutipa mweya wokutya, asi mweya wesimba, neworudo newokuzvidzora. Gade chapit la |