2 Timoti 1:4 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika4 Pandinoyeuka misodzi yako ndinosuwira siku nesikati kukuona kuti ndizadzwe norufaro. Gade chapit laBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)4 ndicishuʋa ɀikuru kukuʋona, ndiciraŋgarira misodzi yako, kuti ndizadzwe nomufaro; Gade chapit laShona Bible 1949 revised 20024 ndichishuva zvikuru kukuona, ndichirangarira misodzi yako, kuti ndizadzwe nomufaro; Gade chapit laBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika4 Pandinoyeuka misodzi yako ndinosuwira siku nesikati kukuona kuti ndizadzwe norufaro. Gade chapit laBhaibhiri Idzva rechiShona4 Pandinoyeuka misodzi yako ndinosuwira siku nesikati kukuona kuti ndizadzwe norufaro. Gade chapit laBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi4 Ndichirangarira misodzi yako, ndinoshuva kukuona, kuti ndigozadzwa nomufaro. Gade chapit la |