Numeri 1:37 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika37 Vakaverengwa mudzinza raBhenjamini vose vaisvika makumi matatu ezviuru ane zviuru zvishanu namazana mana. Gade chapit laBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)37 ʋakaʋereŋgwa kwaʋari, ʋorudzi rwaBenjamini, ʋakaȿika ɀuru ɀinamakumi matatu neɀishanu namazana manna. Gade chapit laShona Bible 1949 revised 200237 vakaverengwa kwavari, vorudzi rwaBhenjamini, vakasvika zviuru zvina makumi matatu nezvishanu namazana mana. Gade chapit laBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika37 Vakaverengwa mudzinza raBhenjamini vose vaisvika makumi matatu ezviuru ane zviuru zvishanu namazana mana. Gade chapit laBhaibhiri Idzva rechiShona37 Vakaverengwa mudzinza raBhenjamini vose vaisvika makumi matatu ezviuru ane zviuru zvishanu namazana mana. Gade chapit laBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi37 Vakaverengwa kubva kurudzi rwaBhenjamini vaisvika zviuru makumi matatu nezvishanu, namazana mana. Gade chapit la |