Bib sou entènèt

- Piblisite -

Numeri 1:31 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

31 Vakaverengwa mudzinza raZebhuruni vose vaisvika makumi mashanu ezviuru ane zviuru zvinomwe namazana mana.

Gade chapit la Kopi

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

31 ʋakaʋereŋgwa kwaʋari, ʋorudzi rwaZeburuni, ʋakaȿika ɀuru ɀinamakumi mashanu neɀinomŋe namazana mashanu.

Gade chapit la Kopi

Shona Bible 1949 revised 2002

31 vakaverengwa kwavari, vorudzi rwaZebhuruni, vakasvika zviuru zvina makumi mashanu nezvinomwe namazana mashanu.

Gade chapit la Kopi

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

31 Vakaverengwa mudzinza raZebhuruni vose vaisvika makumi mashanu ezviuru ane zviuru zvinomwe namazana mana.

Gade chapit la Kopi

Bhaibhiri Idzva rechiShona

31 Vakaverengwa mudzinza raZebhuruni vose vaisvika makumi mashanu ezviuru ane zviuru zvinomwe namazana mana.

Gade chapit la Kopi

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

31 Vakaverengwa kubva kurudzi rwaZebhuruni vaisvika zviuru makumi mashanu nezvinomwe, namazana mana.

Gade chapit la Kopi

Numeri 1:31

Swiv nou:

Piblisite

Piblisite