Genesi 1:4 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika4 Mwari akaona kuti chiedza chakanaka. Mwari akaparadzanisa chiedza nerima. Gade chapit laBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)4 Mŋari akaʋona ciedza, kuti cakanaka; Mŋari akaparadzanisa ciedza nerima. Gade chapit laShona Bible 1949 revised 20024 Mwari akaona chiedza, kuti chakanaka; Mwari akaparadzanisa chiedza nerima. Gade chapit laBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika4 Mwari akaona kuti chiedza chakanaka. Mwari akaparadzanisa chiedza nerima. Gade chapit laBhaibhiri Idzva rechiShona4 Mwari akaona kuti chiedza chakanaka. Mwari akaparadzanisa chiedza nerima. Gade chapit laBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi4 Mwari akaona kuti chiedza chakanga chakanaka, uye akaparadzanisa chiedza nerima. Gade chapit la |