Numeri 1:46 - Bhaibhiri Idzva rechiShona46 Vose pamwechete vaikwana mazana matanhatu ezviuru ane zviuru zvitatu namazana mashanu ana makumi mashanu avanhu. Gade chapit laBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)46 ʋose ʋakaʋereŋgwa ʋakaȿika ɀuru ɀinamazana matanhatu neɀitatu namazana mashanu namakumi mashanu. Gade chapit laShona Bible 1949 revised 200246 vose vakaverengwa vakasvika zviuru zvina mazana matanhatu nezvitatu namazana mashanu namakumi mashanu. Gade chapit laBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika46 Vose pamwechete vaikwana mazana matanhatu ezviuru ane zviuru zvitatu namazana mashanu ana makumi mashanu avanhu. Gade chapit laBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi46 Vose vakaverengwa vakasvika zviuru mazana matanhatu nezvitatu, namazana mashanu ana makumi mashanu. Gade chapit la |