Numeri 1:33 - Bhaibhiri Idzva rechiShona33 Vakaverengwa mudzinza raEfuremu vose vaisvika makumi mana ezviuru ana mazana mashanu. Gade chapit laBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)33 ʋakaʋereŋgwa kwaʋari, ʋorudzi rwaEfraimi, ʋakaȿika ɀuru ɀinamakumi manna namazana mashanu. Gade chapit laShona Bible 1949 revised 200233 vakaverengwa kwavari, vorudzi rwaEfuremu, vakasvika zviuru zvina makumi mana namazana mashanu. Gade chapit laBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika33 Vakaverengwa mudzinza raEfuremu vose vaisvika makumi mana ezviuru ana mazana mashanu. Gade chapit laBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi33 Vakaverengwa kubva kurudzi rwaEfuremu vaisvika zviuru makumi mana, namazana mashanu. Gade chapit la |