Eksodo 1:8 - Bhaibhiri Idzva rechiShona8 Kwakazomuka mambo mutsva aitonga muIjipiti akanga asingazivi nezvaJosefi. Gade chapit laBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)8 Ɀino paEgipita pakamuka mumŋe mambo mutȿa, wakaŋga asina‐kuziʋa Josefa. Gade chapit laShona Bible 1949 revised 20028 Zvino paIjipiti pakamuka mumwe mambo mutsva, akanga asina kuziva Josefa. Gade chapit laBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika8 Kwakazomuka mambo mutsva aitonga muIjipiti akanga asingazivi nezvaJosefi. Gade chapit laBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi8 Ipapo mambo mutsva, akanga asingazivi nezvaJosefa, akatanga kutonga muIjipiti. Gade chapit la |