Bib sou entènèt

- Piblisite -

Numeri 1:18 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

18 vakaunganidza ungano yose pamwe chete pazuva rokutanga romwedzi wechipiri. Vanhu vakaratidza madzitateguru avo, dzimba dzavo nemhuri dzavo, uye varume vaiva namakore makumi maviri kana anodarika vakanyorwa mazita avo mumwe nomumwe,

Gade chapit la Kopi

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

18 ʋakakoka ʋuŋgano yose nezuʋa rokutaŋga romŋedzi wecipiri, iʋo ʋakaʋarondedzera marudzi aʋo, mhuri dzaʋo, nedzimba dzamadziɓaɓa aʋo, namazita aʋose ʋakaŋga ʋanamakore anamakumi maʋiri naʋanopfuʋura, mumŋe nomumŋe.

Gade chapit la Kopi

Shona Bible 1949 revised 2002

18 vakakoka vaIsiraeri vose nezuva rokutanga romwedzi wechipiri, ivo vakavarondedzera marudzi avo, mhuri dzavo, nedzimba dzamadzibaba avo, namazita avose vakanga vana makore ana makumi maviri navanopfuura, mumwe nomumwe.

Gade chapit la Kopi

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

18 Vakandokokorodza vaIsiraeri vose pazuva rokutanga romwedzi wechipiri, ndokunyora vanhu mumadzinza avo nomumhuri dzavo. Vakanyora mazita vachiverenga mumwe nomumwe varume vose vaiva namakore makumi maviri navaiva namakore anopfuura iwayo,

Gade chapit la Kopi

Bhaibhiri Idzva rechiShona

18 Vakandokokorodza vaIsiraeri vose pazuva rokutanga romwedzi wechipiri, ndokunyora vanhu mumadzinza avo nomumhuri dzavo. Vakanyora mazita vachiverenga mumwe nomumwe varume vose vaiva namakore makumi maviri navaiva namakore anopfuura iwayo,

Gade chapit la Kopi

Numeri 1:18

Swiv nou:

Piblisite

Piblisite