Bib sou entènèt

- Piblisite -




Eksodo 1:20 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

20 Saka Mwari akaitira vananyamukuta zvakanaka uye vanhu vakawedzerwa vakava vazhinji kwazvo.

Gade chapit la Kopi

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

20 Naiɀoɀo Mŋari akaitira madzimbuya ɀakanaka, ʋanhu ʋakawanda kwaɀo, ʋakaʋa nesimba kwaɀo.

Gade chapit la Kopi

Shona Bible 1949 revised 2002

20 Naizvozvo Mwari akaitira madzimbuya zvakanaka, vanhu vakawanda kwazvo, vakava nesimba kwazvo.

Gade chapit la Kopi

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

20 Naizvozvo Mwari akaitira vananyamukuta ava zvakanaka. VaIsiraeri vakaramba vachiwanda vakasimba.

Gade chapit la Kopi

Bhaibhiri Idzva rechiShona

20 Naizvozvo Mwari akaitira vananyamukuta ava zvakanaka. VaIsiraeri vakaramba vachiwanda vakasimba.

Gade chapit la Kopi




Eksodo 1:20

Swiv nou:

Piblisite


Piblisite