Online Bible

- Advertisements -




Zekaria 2:4 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

4 akati kwaari: Mhanya, undotaura nejaya iri, uti: Jerusarema ricagara semisha isinamaȿiŋgo, nokuɗa kwokuwanda kwaʋanhu neɀipfuwo ɀiri’mo.

See the chapter Copy

Shona Bible 1949 revised 2002

4 akati kwaari, “Mhanya, undotaura nejaya iri, uti, ‘Jerusaremu richagara semisha isina masvingo, nokuda kwokuwanda kwavanhu nezvipfuwo zvirimo.’

See the chapter Copy

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

4 akati kwaari, “Mhanyira kumukomana uyo uti kwaari, ‘Jerusaremu ichagarwa semisha isina tsvingo zvakonzerwa nokuwanda kwavanhu nezvipfuwo mairi.’

See the chapter Copy

Bhaibhiri Idzva rechiShona

4 akati kwaari, “Mhanyira kumukomana uyo uti kwaari, ‘Jerusaremu ichagarwa semisha isina tsvingo zvakonzerwa nokuwanda kwavanhu nezvipfuwo mairi.’

See the chapter Copy

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

4 uye akati kwaari: “Mhanya undoudza jaya iro kuti, ‘Jerusarema richava guta risina masvingo nokuda kwokuwanda kwavanhu nezvipfuwo zviri mariri.

See the chapter Copy




Zekaria 2:4

Follow us:

Advertisements


Advertisements