Zekaria 2:2 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)2 Ipapo ndikati: Unoendepiko? Iye akati kwandiri: Kundoyera Jerusarema, ndiʋone kufara kwaro nokureɓa kwaro. See the chapterShona Bible 1949 revised 20022 Ipapo ndikati, “Unoendepiko?” Iye akati kwandiri, “Kundoyera Jerusaremu, ndione kufara kwaro nokureba kwaro.” See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika2 Ndakati, “Uri kuendepiko?” Iye akati kwandiri, “Kundoera Jerusaremu ndigoona kuti upamhi hwayo hwakadii uye kuti urefu hwayo hwakadii?” See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona2 Ndakati, “Uri kuendepiko?” Iye akati kwandiri, “Kundoera Jerusaremu ndigoona kuti upamhi hwayo hwakadii uye kuti urefu hwayo hwakadii?” See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi2 Ndakabvunza ndikati, “Uri kuendepiko?” Akandipindura achiti, “Kunoyera Jerusarema, kuti ndione kufara kwaro nokureba kwaro.” See the chapter |