ƲaEfeso 2:8 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)8 nokuti makaponeswa nenyasha, nokutenda; iɀo ɀisiŋgabvi kwamuri, asi cipo caMŋari; See the chapterShona Bible 1949 revised 20028 nokuti makaponeswa nenyasha, nokutenda; izvo zvisingabvi kwamuri, asi chipo chaMwari; See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika8 Pamusana penyasha makaponeswa nechitendero, asi musiri imi munozviponesa; chipo chaMwari, See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona8 Pamusana penyasha makaponeswa nechitendero, asi musiri imi munozviponesa; chipo chaMwari, See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi8 Nokuti makaponeswa nenyasha, kubudikidza nokutenda, uye izvi hazvibvi kwamuri, chipo chaMwari, See the chapter |