Online Bible

- Advertisements -




Numeri 9:6 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

6 Ɀino kwakaŋga kunaʋamŋe ʋarume ʋakaŋga ʋasina‐kunaka nokuɗa kwecitunha comunhu, naiɀoɀo ʋakaŋga ʋasiŋgagoni kudya paseka nomusi iwoyo; naiɀoɀo ʋakaʋuya kunaMosesi naAroni nomusi iwoyo;

See the chapter Copy

Shona Bible 1949 revised 2002

6 Zvino kwakanga kuna vamwe varume vakanga vasina kunaka nokuda kwechitunha chomunhu, naizvozvo vakanga vasingagoni kudya Pasika nomusi iwoyo; naizvozvo vakauya kuna Mosesi naAroni nomusi iwoyo;

See the chapter Copy

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

6 Asi kwakava navamwe varume vakanga van'ora nokuti vakanga vabata chitunha. Varume ivavo vakanga vasisakwanisi kuchengeta Pasika pazuva iroro. Vakaenda kuna Mosesi naAroni

See the chapter Copy

Bhaibhiri Idzva rechiShona

6 Asi kwakava navamwe varume vakanga van'ora nokuti vakanga vabata chitunha. Varume ivavo vakanga vasisakwanisi kuchengeta Pasika pazuva iroro. Vakaenda kuna Mosesi naAroni

See the chapter Copy

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

6 Asi vamwe vavo havana kupemberera Pasika nomusi iwoyo nokuti vakanga vasina kuchena nokuda kwechitunha. Saka vakauya kuna Mozisi naAroni musi iwoyo uye,

See the chapter Copy




Numeri 9:6

Follow us:

Advertisements


Advertisements