Numeri 9:23 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)23 Seɀaʋairairwa naJehova, ʋaidzika matente aʋo; seɀaʋairairwa naJehova, ʋaifamba; ʋaiceŋgeta ɀaʋakaŋga ʋarairwa naJehova, seɀakaraira Jehova nomuromo waMosesi. See the chapterShona Bible 1949 revised 200223 Sezvavairairwa naJehovha, vaidzika matende avo; sezvavairairwa naJehovha, vaifamba; vaichengeta zvavakanga varairwa naJehovha, sezvakarairwa Jehovha nomuromo waMosesi. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika23 Kudzika matendhe kwavo nokutama kwavo, kwaitoitwa kana kwabva shoko kuna Tenzi vachiteerera zvainge zvatemwa naTenzi sokutaurirwa kwainge kwaitwa Mosesi naTenzi. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona23 Kudzika matendhe kwavo nokutama kwavo, kwaitoitwa kana kwabva shoko kuna Tenzi vachiteerera zvainge zvatemwa naTenzi sokutaurirwa kwainge kwaitwa Mosesi naTenzi. See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi23 Sokurayira kwaJehovha, vaidzika musasa, uye sokurayira kwaJehovha, vaifamba. Vakateerera kurayira kwaJehovha, maererano nokurayira kwake kubudikidza naMozisi. See the chapter |