Online Bible

- Advertisements -




Numeri 36:9 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

9 Naiɀoɀo hapanenhaka iŋgazobva kunorumŋe rudzi, ikaenda kunorumŋe; nokuti marudzi aʋana ʋaIsraeri acanamatira, rumŋe norumŋe, nhaka yarwo.

See the chapter Copy

Shona Bible 1949 revised 2002

9 Naizvozvo hapana nhaka ingazobva kuno rumwe rudzi, ikaenda kuno rumwe rudzi, nokuti marudzi avana vaIsiraeri achanamatira, rumwe norumwe, nhaka yarwo.”

See the chapter Copy

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

9 Saka hakuna nhaka inozobva kune rimwe dzinza ichienda kune rimwe, nokuti dzinza rimwe nerimwe ravaIsiraeri richaramba rakati kwati nenhaka yaro pacharo.”

See the chapter Copy

Bhaibhiri Idzva rechiShona

9 Saka hakuna nhaka inozobva kune rimwe dzinza ichienda kune rimwe, nokuti dzinza rimwe nerimwe ravaIsiraeri richaramba rakati kwati nenhaka yaro pacharo.”

See the chapter Copy

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

9 Hakuna nhaka inobva kuno rumwe rudzi ichienda kuno rumwe rudzi, nokuti rudzi rwose rwavaIsraeri runofanira kuchengeta nyika yavakapiwa senhaka.”

See the chapter Copy




Numeri 36:9

Follow us:

Advertisements


Advertisements