Online Bible

- Advertisements -




Numeri 36:5 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

5 Ɀino Mosesi akaraira ʋana ʋaIsraeri seɀakataura Jehova, akati: Rudzi rwaʋana ʋaJosefa runotaura kwaɀo.

See the chapter Copy

Shona Bible 1949 revised 2002

5 Zvino Mosesi akaraira vana vaIsiraeri sezvakataura Jehovha, akati, “Rudzi rwavana vaJosefa runotaura kwazvo.

See the chapter Copy

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

5 Mosesi akapa vaIsiraeri murao waTenzi achiti, “Zviri kutaurwa nevedzinza revana vaJosefi ndizvo chaizvo.

See the chapter Copy

Bhaibhiri Idzva rechiShona

5 Mosesi akapa vaIsiraeri murao waTenzi achiti, “Zviri kutaurwa nevedzinza revana vaJosefi ndizvo chaizvo.

See the chapter Copy

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

5 Ipapo Mozisi akarayira murayiro uyu kuvaIsraeri sezvaakarayirwa naJehovha achiti, “Zvinotaurwa norudzi rwezvizvarwa zvaJosefa ndizvozvo.

See the chapter Copy




Numeri 36:5

Follow us:

Advertisements


Advertisements