Numeri 36:3 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)3 Ɀino kana iʋo ʋakawanikwa nomumŋe waʋanakomana ʋamarudzi mamŋe aʋana ʋaIsraeri, nhaka yaʋo icafanira kubviswa panhaka yamadziɓaɓa eɗu, ikawedzerwa panhaka yorudzi kwaʋanozondogara; saiɀoɀo icabviswa panhaka yatakapiwa nemijenya. See the chapterShona Bible 1949 revised 20023 Zvino kana ivo vakawanikwa nomumwe wavanakomana vamarudzi mamwe avana vaIsiraeri, nhaka yavo ichafanira kubviswa panhaka yamadzibaba edu, ikawedzerwa panhaka yorudzi kwavanozondogara; saizvozvo ichabviswa panhaka yatakapiwa nemijenya. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika3 Zvino kana vakazoroorwa navakomana vamamwe madzinza avaIsiraeri, nhaka yavo ichazotorwa panhaka yamadzibaba edu yoendeswa kudzinza ravanenge vaenda. Ipapo tichatorerwa nhaka yamadzibaba edu yatakagoverwa. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona3 Zvino kana vakazoroorwa navakomana vamamwe madzinza avaIsiraeri, nhaka yavo ichazotorwa panhaka yamadzibaba edu yoendeswa kudzinza ravanenge vaenda. Ipapo tichatorerwa nhaka yamadzibaba edu yatakagoverwa. See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi3 Zvino ivo kana vakawanikwa navarume vanobva kuna mamwe marudzi aIsraeri, ipapo nhaka yavo ichabviswa panhaka yamadzitateguru edu ikawedzerwa kurudzi urwo rwavawanikwa narwo. Nokudaro chikamu chenhaka yakagoverwa kwatiri nemijenya chichabviswa. See the chapter |