Online Bible

- Advertisements -




Numeri 36:2 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

2 ʋakati: Jehova wakaraira tenzi waŋgu, kuti agoʋere nyika nemijenya pakati paʋana ʋaIsraeri, iʋe nhaka yaʋo; ʋuye ɀe, tenzi waŋgu wakarairwa naJehova kupa ʋanasikana ʋaZerofehadi, munuŋuna weɗu, nhaka yake.

See the chapter Copy

Shona Bible 1949 revised 2002

2 vakati, “Jehovha akaraira tenzi wangu, kuti agovere nyika nemijenya pakati pavana vaIsiraeri, ive nhaka yavo; uyezve, tenzi wangu wakarairwa naJehovha kupa vanasikana vaZerofehadhi, mun’una wedu, nhaka yake.

See the chapter Copy

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

2 vachiti, “Changamire, Tenzi akuudzai kuti mugovere vaIsiraeri nyika dzenhaka yavo nechin'ange. Makaudzwawo naTenzi kuti mupe nhaka yehama yedu Zerofehadhi kuvanasikana vake.

See the chapter Copy

Bhaibhiri Idzva rechiShona

2 vachiti, “Changamire, Tenzi akuudzai kuti mugovere vaIsiraeri nyika dzenhaka yavo nechin'ange. Makaudzwawo naTenzi kuti mupe nhaka yehama yedu Zerofehadhi kuvanasikana vake.

See the chapter Copy

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

2 Vakati, “Jehovha paakarayira ishe wangu kuti ape nyika kuvaIsraeri nomujenya ive nhaka yavo, akakurayirai kuti mupe nhaka yehama yedu Zerofehadhi kuvanasikana vake.

See the chapter Copy




Numeri 36:2

Follow us:

Advertisements


Advertisements