Online Bible

- Advertisements -




Numeri 35:8 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

8 Kana ari maguta amunotora panhaka dzaʋana ʋaIsraeri, kunaʋanamazhinji munofanira kutora mazhinji, kunaʋanamashoma munofanira kutora mashoma; rudzi rumŋe norumŋe runofanira kupa ʋaRevi mamŋe maguta, seɀarwakapiwa nhaka yarwo.

See the chapter Copy

Shona Bible 1949 revised 2002

8 Kana ari maguta amunotora panhaka dzavana vaIsiraeri, kuna vana mazhinji munofanira kutora mazhinji, kuna vana mashoma munofanira kutora mashoma; rudzi rumwe norumwe runofanira kupa vaRevhi mamwe maguta, sezvarwakapiwa nhaka yarwo.”

See the chapter Copy

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

8 Kana mavakupa vaRevhi maguta mumatunhu akagovaniswa vaIsiraeri, onai kuti mune vane nyika huru motorawo maguta akati wandei. Mune vane nyika diki motorawo mashoma muchivapa, zvichienderana noukuru hwenhaka yavakagoverwa.”

See the chapter Copy

Bhaibhiri Idzva rechiShona

8 Kana mavakupa vaRevhi maguta mumatunhu akagovaniswa vaIsiraeri, onai kuti mune vane nyika huru motorawo maguta akati wandei. Mune vane nyika diki motorawo mashoma muchivapa, zvichienderana noukuru hwenhaka yavakagoverwa.”

See the chapter Copy

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

8 Maguta amunopa vaRevhi kubva munyika inotorwa navaIsraeri anofanira kupiwa zvakaenzanirana nenhaka yorudzi rumwe norumwe: Utore maguta akawanda kubva kurudzi rune akawanda, asi utore mashoma kubva kurudzi rune mashoma.”

See the chapter Copy




Numeri 35:8

Follow us:

Advertisements


Advertisements