Numeri 35:33 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)33 Naiɀoɀo hamufaniri kuȿiɓisa nyika mamugere, nokuti ropa rinoȿiɓisa nyika; nyika haiŋgayananisirwi pamsoro peropa rakateʋurirwa’mo, asi kwoga neropa romunhu wakariteʋura. See the chapterShona Bible 1949 revised 200233 Naizvozvo hamufaniri kusvibisa nyika mamugere, nokuti ropa rinosvibisa nyika; nyika haingayananisirwi pamusoro peropa rakateurirwamo, asi kwoga neropa romunhu wakariteura. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika33 Musan'orese nyika yamugere nomutoo iwoyu nokuti kudeura ropa kunon'oresa nyika. Hakuna chinogona kununura nyika ine ropa rakadeurwamo kunze kwokuuraya munhu wacho akadeura ropa. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona33 Musan'orese nyika yamugere nomutoo iwoyu nokuti kudeura ropa kunon'oresa nyika. Hakuna chinogona kununura nyika ine ropa rakadeurwamo kunze kwokuuraya munhu wacho akadeura ropa. See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi33 “ ‘Murege kusvibisa nyika yamunogara. Kuteura ropa kunosvibisa nyika, uye nyika haingayananisirwi pamusoro peropa rakateurirwamo, asi chete neropa romunhu akariteura. See the chapter |