Numeri 35:30 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)30 Aninani unoʋuraya munhu, muʋurayi unofanira kuʋurawa nokupupura kweɀapupu; asi capupu cimŋe hacifaniri kupupurira munhu akaʋurawa. See the chapterShona Bible 1949 revised 200230 Ani naani unouraya munhu, muurayi anofanira kuurawa nokupupura kwezvapupu; asi chapupu chimwe hachifaniri kupupurira munhu akaurawa. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika30 “Ani naani anouraya munhu, anogona kuurayiwa chete kana paine zvapupu. Asi hakuna munhu anofanira kuurayiwa noumboo hwechapupu chimwechete. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona30 “Ani naani anouraya munhu, anogona kuurayiwa chete kana paine zvapupu. Asi hakuna munhu anofanira kuurayiwa noumboo hwechapupu chimwechete. See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi30 “ ‘Ani naani anouraya munhu anofanira kuurayiwa semhondi kana chete pane zvapupu. Asi hapafaniri kuva nomunhu anourayiwa kana pachingova nechapupu chimwe chete. See the chapter |