Numeri 34:27 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)27 kurudzi rwaʋana ʋaAsheri, mucinda Ahihudi, mŋanakomana waSheromi; See the chapterShona Bible 1949 revised 200227 kurudzi rwavana vaAsheri, muchinda Ahihudhi, mwanakomana waSheromi; See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika27 Wedzinza rokwaAsheri ndiAhihudhi mwanakomana waSheromi. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona27 Wedzinza rokwaAsheri ndiAhihudhi mwanakomana waSheromi. See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi27 Mutungamiri kubva kurudzi rwaAsheri, Ahihudhi mwanakomana waSheromi; See the chapter |